Grace From God

26/02/2024
18/01/2024

*GOOD PEOPLE🌷*

▶️ GO FOR IT... (that idea that you have in your heart)

🔥 PRESS ON-Shingirira

▶️ FEAR NOT-Vanopedza simba usavateerere

▶️ COMPLAIN NOT-Maups and downs anowanikwa

▶️ FIGHT-Unokunda chete

*VICTORY DOES NOT COME BY ACCIDENT*

17/01/2024

https://chat.whatsapp.com/Lpwwiqr00ZCJwA5v4U25P4

Makadii makadii henyu,2024 takuzoipinda tose tine bhindauko/mhindu/kana kuti mubato wemaoko.Zvekutambira mari ka12 pagore rese or ka1 pamwedzi ngatizvirambei.Pano we hustle /kungwavha ngwavha mari ichibva nemativi akawanda chero tichienda kubasa.

Huyai tibetserane kuti tozviitasei muno mugrup ane mari yestart neasina mose munodiwa hapana asingatange business tinotanga tose tichisimudzirana pachena.Vari SA,Zim,Bots,Namibia,UK mogona kuitira Hama dzenyu dziriZim.Hakuchina anoti handina basa ririkunetsa kuwana tawanirwa nyasha.Join link👆🏼

17/01/2024

If your WHY doesn’t make you cry, then it’s probably not big enough or deep enough.

Make sure your WHY is so powerful it drives you to take uncomfortable action and keep moving forward no matter what.

29/08/2022

📚 *Ndine mubvunzo nhasi wekuti.Pauri kutengesa uri kutengesa sei maProducts ako?*

💭 *Why*
-Mabusiness makuru ane Management Board-ine maBazi bazi akasiyana siyana.Ano includer veSales department and also Advertising department.
Asi isu sema Small business pple tiri All in 1.Uriwega wakatokwana wakadaro Management yese ndiwe.
😌Saka Unozvifambisa sei kuronga Amity business rako.?

Address

Polokwane

Telephone

+27732790472

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Grace From God posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share