The word with evangelist A A Jamakanga

The word with evangelist A A Jamakanga Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from The word with evangelist A A Jamakanga, Business service, Harare.

15/08/2020

Genesis 1verse 28
Evening everyone
Nhasi tikutaura pamusoro pesimba ratinaro ratinopihwa mamwari the power of Dominion over the world ..tinofanira kuziva sevana vamwari kt takapihwa simba pamusoro pechimwe nechimwe chir pamusoro penyika kunyangwe satan aripasi pedu nekuti shoko rinoti kunyangwe zviri pasi pegungwa asi ndaita dambudziko nemutende wanhasi anokanga kana kusaziva kusatan arikumushungurudza nhas mwari vakakupa simba rekumutonga kare.tine authority vana vamwari pamusoro pechipi nechipi chiri panyika asi tirikurara hupenyu hwetongwa nezvi zvatinofanira kutonga pachezvedu takabatwa ndangariro nasatan iye zvino kana ukafunga kuita chivi wakutanga wachiisa pachikero woona kunge chidiki asi usina kuziva kuty watongwa nechivi .iye zvino vazhinji vedu tikaongorora mirairo ine gumi vamwe hauna kana mumwe chete wausati watyo asi vazhinji masaka sarwa Na do not murder only ,, mimwe yese wakatyora kwete nekuti waisaziVa asi satan akakutonga akakupa the valid reason to break it kana huri upombwe chinova xhivi xhakatukwa zvakanyanya mu bhaibheri vakadzi vichiita hanzi ndanga ndixhida kuitira murume wanku mwana mukomana nekty anga ashungurudzika iweeeee ukubata muto mwari vari kukuona. kana vari vana vamazuva ano vakabatwa njere nasatan zvekuty vanofunga kty vanhu vakare vaisadzidZa hre ohh because Bible say obey yo parents bt unomunzwa achiti haaa mudhara anoda kutombooneswa havakety hey hey hey wakuda kuonesa baba vako vane 64 yrs iwe une 23 yakutorova mutoriro mwari vakatarisa zvavo uchitongwa nechivi kana kuri kuba ikozvino satan akakupai njere dzenyu mega zvekuty kana ukafunga kuti bible says do not steal u twist mabiro awaita so that the commandment will no applied to yo situation kana zvikasadaro satan will give yu a valid reason tu steal yet watongwa vana vamwari takapindirwa nasatan because of our situations atiri kusangana nawo nhasi asi ndiri kuty nhas ramba kutongwa nasatan tell him kuty i have dominion over this world haundishandise vana ngatidzopanzvimbo

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The word with evangelist A A Jamakanga posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share