Kulture Hip Hop World

Directions

Kulture  Hip Hop World World of hip hop ❤️ world of hip hop , latest gist ...

Jackie Ngarande ari kurarwa na Walter Magaya hanzi ndokuti mweya usimbe uye ku church kuuye vanhu zvekudaro chaizvo.Kude...
26/09/2026

Jackie Ngarande ari kurarwa na Walter Magaya hanzi ndokuti mweya usimbe uye ku church kuuye vanhu zvekudaro chaizvo.
Kudenga kure uku, Jackie Ngarande bvuma kumiswa

Gents huyai titaure sei muchitya kunyenga vakadzi vanogeza uye vakanaka , seuyu Lolo munomutya zvekudaro hanzi uku kudya...
25/09/2026

Gents huyai titaure sei muchitya kunyenga vakadzi vanogeza uye vakanaka , seuyu Lolo munomutya zvekudaro hanzi uku kudya kwemashefu chete

21/09/2026
Iri h**e riri kuchema mari yaro yakaenda ichichema,  rakabviswa mabonzo kuti rinyatso ketywa nembinga but now chih**e ha...
20/09/2026

Iri h**e riri kuchema mari yaro yakaenda ichichema, rakabviswa mabonzo kuti rinyatso ketywa nembinga but now chih**e hachsi kufamba nekuti rakabva ratanga kurwara, mbinga dziri kutya kufira mahara.

Ipo pano hapashaikwe Rombe riri kufunga kuti Nelson Chamisa achaita president wenyika yedu. Uyu ngaite zve church
19/09/2026

Ipo pano hapashaikwe Rombe riri kufunga kuti Nelson Chamisa achaita president wenyika yedu. Uyu ngaite zve church

Ko mfana Nox akapindwa nei futi kuroora zichembere iri mfana ambosvira ma babe akanaka ana Samantha Chiutsi nana Tallyn ...
16/09/2026

Ko mfana Nox akapindwa nei futi kuroora zichembere iri mfana ambosvira ma babe akanaka ana Samantha Chiutsi nana Tallyn Ndudzo, Nox miswa iwe siya chembere idzi unofira mahara

Jah Prayzah chibaba , Winky D kuti asvike pa Level ra Jah anoda kana 100yrs or more  achasvika kufa achingoshuwira kuti ...
12/09/2026

Jah Prayzah chibaba , Winky D kuti asvike pa Level ra Jah anoda kana 100yrs or more achasvika kufa achingoshuwira kuti dai ndasvika apo.

Jealous down mfana Hulengende ane ma song ari kupisa zvekudaro kudarika Winky D
12/09/2026

Jealous down mfana Hulengende ane ma song ari kupisa zvekudaro kudarika Winky D

Unobva kupi kumusha pamwe  unosangana na homie wako pano
10/09/2026

Unobva kupi kumusha pamwe unosangana na homie wako pano

Dzangova nharo chete asi uyu akapera kare kare
10/09/2026

Dzangova nharo chete asi uyu akapera kare kare

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kulture Hip Hop World posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share