12/11/2022
Hama makaita wani vanehama dzakwira Devine rauraya vanhu pamasekesa ranzvenga mombe muroad ndokubva rabuda kunze rodonha. Vamwe vagurwa misoro saka please saka confirm kuti zvakamira seiko hama dzafa , but this pic it's not Divine bus zvaita head-on