30/11/2022
Makadini vazukuru kumativi mana kwamuri. Mhukahuru , Nzou Samanyanga vanokukwazisai nemufaro. Ngatidzidze nzira dzaifambwa nadzo nemadzitateguru edu . Tsika nemagariro evaShona , Matare , Midzimu, kusumira, kushava, matendo , makwenzi , mafuko, nhumbi dzematare, vashavi , vazungu , machembere, manjuzu, matsungunu, varwi vehondo, bute rematare , rehondo, nezvimwe zvakawanda Wanda zvatichange tichidzidzisana , kuvhunzana nekupindurana tirimuno muDare raMhukahuru