20/10/2025
Good morning hama dzese pano.
New week, new mindset π
Good news guys, Rusere Webs, ine a special pama websites ese zvawo.
Unotosara ne up to R500 apa wawana website rinokupa ma customers mu business rako.
Yes, kana uchiitaa business, website rinobatsira as part of your marketing strategy. How? Website once eagadzirwa rinoshanda 24/7/365. Zvoreva Kuti even iwewe wakarara vanenge vashaya hope can visit and your website.
Website rinosvika kwausingakwnise kusvika iwewe. Like uri pano, website rako rinoonekwa Kuma towns akatenderedza Rustenburg uye arikure like Cape Town or Limpopo.
Kana uine website, everyone is your customer. Yes munhu wese Ane phone or computer anokwanisa kusvika achiona zvaunoita pabasa pako and iwewe unenge uri busy Ku Bhawa or church zvako.
*So, chii chinodiwa pakugadzira website rangu?*
Zvishoma shoma wena zvinodiwa uye ndeizvi?
- business name
- logo
- contact details - phone number, email and address
- ma photos ebasa rako
- ma testimonials evawakaitira Basa kare
*Rinodhura zvakadii website uye rinobhadharwa sei?*
Rusere Webs, website Development packages haadhur uye anodai
1. General website rine up to 10 pages R1000. Asi now rakuita R599.
2. Online shop with payment processing R2000. Asi now rakuita R1499.
*Kune dzimwe Mari dzinobhadharwa here after development?*
Yes, mwedzi wega wega unobhahara hosting, iyi imari yekuti website rako rigochengetwa Kuma computer akagadzirirwa kuita Basa iroro. Itore se rent yaunobhadhara pamba pako, same website rinodawo monthly rent.
At Rusere Webs our hosting fees akamira Soo
1. General website R49 per month
2. Online shop R89 per month.
_Online shop inoda space uye bandwidth rakakura kudarika general website._
*Asi, ndakambogadzirisa website ndikasawana ma customers zvinofamba sei?* Pane nyaya 3 dzinoitika pa business dzinoda Kuti iwe muridzi ugone kudzironga zvakanaka.
1. Advertising, Kana wavhura website hazvireve Kuti hauchaite advertising. But website rinobatsira Kuti vanhu vagoona uye v