Labor stat

Labor stat Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Labor stat, Limpopo Giyani, Giyani.

23/01/2026

manga muchizviziva hr

hunhu nekushaiwa hunhu

manga muchizviziva hr kuty munhu asina hunhu ane nharo.
zvekuti chero ukamuitira zvakanaka anongozvichinja kuzviita zvkashata uye asingaone paanotadza........

follow me

22/01/2026

Topota tichimboku pakurirayi

22/01/2026

Jehovah vanokuda vanokurangarira

pane imwe situation yauri yauri kutadza kunzwisisa kuti saka ndichaita seyi.
wozongoti pava paya wozongowana zvinoku varaidza pachinguva chidiki Hama.
tose vanhu tinawo chero vakabudirira vakatanga nazvo naizvozvo usadyokera kumashure enderera mberi Mwari vanewe.
zvizere tisasiyane
Mwari vatiitire nyasha
follow me
like
share
comments

Jehovah vanokuda
Ngati muombetere maokošŸ™

22/01/2026

I accepted 2 fan badges from Clide Rice and King Alfa aka Kadiki zw.

pain yekuti vekwako avatengi data amusi kuizivakuto sapotiwa nevasingakuzivi saka apana kwatikuenda
21/01/2026

pain yekuti vekwako avatengi data amusi kuiziva
kuto sapotiwa nevasingakuzivi saka apana kwatikuenda

20/01/2026

KO TOMBOTI UNOZIVA ZVAUNODA KUITA MU LIFE CHIPO UTORINACHO
asipanoda rubatsiro kubva kuvanhu unobatsirika seyi

Ngati dzidzekana une mudiwa wako.Toti mukunetsana amusi kunzwisisana for example mukadzi wako otiza oenda kundo gara oga...
19/01/2026

Ngati dzidze
kana une mudiwa wako.
Toti mukunetsana amusi kunzwisisana
for example
mukadzi wako otiza oenda kundo gara oga.kunyanya muchiraramira munyika ino ye south Africa
usadya chose chose chaunga piwa nani zvake.
apa andisi kureva Kuti unourayiwa nemudiwa wako panogona pane agara arikuda kukupfudza asi achishaiwa mapindiro.
saka apa anowana mapindiro Kuti zvizodzi akaurayiwa nemudiwa wake nekuti vainetsana
chechipiri
musaudza vanhu Kuti munonetsana nemudiwa wako

thank

Kana wabatsirika usakanganwawo Ku share , like and comment

18/01/2026

mazuvano ndezvipi zviri nane kuroora mukadzi kana kutotora hako nyoka inokupinzira mari.ini hangu nyoka irinane nekuti mukadzi anokutadzisa kurara🤣🤣🤣

17/01/2026

Kune varikundiona ndikudawo rubatsiro
Anokwanisawo kumbondi wanira kana studio yekuti ndimbo Pota ndichi recorder

Thanks kune vachabatsira

17/01/2026

Address

Limpopo Giyani
Giyani

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Labor stat posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share