03/05/2026
Hareruya hama dzinodikanwa 🤣🤣
Uyu anozviti Bishop Kevin Nyamakanga
Mugore ra 2023 towards election akapa a prophecy achiti yabva kuna Mwari God the creator
Prophecy yaiva about Zimbabwe election ,achiti akaona elevator ichikwidza Va Nelson Chamisa akaona ichikidzikisa the current president
Akati iye president Chamisa is going to win 2023 election
Voting day vanhu vavhota akaisa video murume iyeyu achiti Zimbabwe penyu maita Mwari avakupedzisa pake ,akabata nhau iri mu bible yema Israelites achibuda Egypt achinzi na Mwari ma Egyptians aya hamuchazomaone
Zvaireva kuti Zimbabwe ndiyo yaiva ma Israelites Zanu pf Egypt according to Kevi
After ma election Zanu pf declared a winner by Chigumba
KEVI akaramba achipa zviporofita zvekuti noo kune rerun yema election akazvitaura kunyatsime kwaivigwa Moreblessing Ali wekuurayiwa ne musangano.
Pakazoita period yekuti SADC chairman akanga akutambidzwa Zimbabwe KEVI uyu akatanga kuronga demonstration ndobva asungwa vakamuisa mukati till vayenzi vadzokera ,akazoburitswa hake .
Zvisinei bishop Kevi vakazo Joiner zanu pf which is not wrong ikodzero dzavo kupinda any political party.
My question to you bishop Kelvin Mwari chaiye anga akakudzai nezve ma results?
Imimi muri Munhu WaMwari here or munenzara
Ko Mwari wenyu anosanduka here nhai KEVI?
Munotova nevatendi vanotenda kuti muri munhu waShe izvezvi?
My advice to you my brother dai masiya kutamba nezita ra Mwari pasina, muchiti kune Rugare iko kusina.
Itai zvekurima fodya ne kutwekera musangano Kevi
Thank you Kevi