31/07/2020
*FISHY CARES SOMETIMES*π
By (the dirty deal n***a keiden)northstar my kingππ»
Chapter 1
Mason
Ndakamuka ndichinzwa pane munhu aichema paside pangu. Musoro vaitenderera nebhabharasi zvekuti ndakatombofunga kuti ndiri kurota. Pandakacheuka ndakaona pakarara musikana akazvimbundikidza achichema. Ndakazvitarisa ndikaona ndiri musvo apa musikana uya aiwa musvo zvakare. Ndakatanga kuzvibvunza kuti chii chakange chaitika. The last time l remembered was ndiri downstairs ndichimwa mabeers neteam rangu during the party . How l got to my bed and wth this gal too l could not remember. Ndakabuda mugumbezi ndokutora towel raigara pabedside kuti ndizvivhare. Ndaishaya kuti ndochidii nemusikana uya aingochema akazvivhara kumeso nemaoko. Ndakafunga kuda kuswedera pedyo ndikaona kuti anozondifungira kuti pane zvandinukuda kumuita. Chokwadi ndakapererwa ndakamira ndichishaya zvekuita. Ndakazongozvishingisa ndikataura
Me: sorry hako bt l have no idea how we ended up here. Ukuziyawo kuti chii chakaitika?
Haana kupindura akabva atanga kuwedzera kuchema . Weduwe ndakapererwa nezvekuita ndanga ndakungokwenya msoro. I thot of another approach.
Me: hey. I am really sorry f l took advantage of u last night bt handisikutoziyawo chakaitika . I'm guessing neither of us remembers anything bt hona ukaramba uchichema hw can we solve e situation.
Akasimudza msoro wake achinditarisa. Ndakashamisika nezvandakaona. Musikana anga akanaka hake iyeye although maziso ake anga atsvuka nekuchema bt she still looked as beautiful as hell. Anga ane clear skin zvairatidza kuti aisaisa make up, malips ake anga ari naturally red apa vhudzi rake raita kunge remurungu rakareba zvainakidza. Nvr in mi life have l met such an angel . She still looked beautiful even when she was crying. Ndakaramba ndakumutarisa zvekuti kana zvaakataura handina kuzvinzwa pekutanga.
Her: (weeping)l just want to go home please . Can l just have mi clothes and go home.
Ndakatarisa ndikaona dress ranga riri paside pebed