Mabhero/bales for sale

Mabhero/bales for sale I supply sealed bales/mabhero free delivery countey wide just conatct tatenda +27694160025 /+27697264279

04/09/2026

Come and buy two or more bales of your choice uwane discount yako yakanakisa free delivery country wide inbox for orders +27697264279

04/09/2026

*Bhero rine mari wangu. Bvisa pfungwa dzekuti Bhero rogona kukurasisa. Start your Bhero business today with that positive energy yekuti bhero rine mari*
*Haugone kuita mari naro Bhero if you are dealing with unreliable suppliers*
*For all your GRADE AA BALES we are your number one plug*
*We deliver the best....varungu vangu makandikoshera*
*Tiripo pakubatsirana kuti iwe neni tive nerangwana rakajeka*
*Hamawe ramba nhamo haasi mukuwasha wako*
*Unosekererei nhamo sezvinonzi ndimainini vako*
*Nhamo ngaitandaniswe mumusha*
*Usaregedzera nhamo inodzika midzi setsangadzi ikakutambudza ikakusiya muguva usina kana bhara*
*Huya tibatirane pamwe pakudzinga nhamo*
*Ivawo nekabusiness kaside hustle kanounza mari mumba yeSalary isati yauya*

*Don't hesitate to Whatsapp me on +27697264279

*we do door to door deliveries for free mahara wangu usazvinetse nekuti rinozouya sei Bhero racho....isusu titori nehasha dzekudzinga nhamo zvekuti kana kwacho ikoko kwamunoti maremote areas tinosvika*

*huyai nehuhwandu hwenyu hwese tibatsirane kuponda nhamo*
+27697264279

04/09/2026

For my Price list whatsapp me on +27697264279 then tokurukura nyaya yacho yekuti iwe neni tiite mari

04/09/2026

Here l am guys your supplier for good quality bales +27697264279 free delivery Zimbabwe yose bhadhara wawona bhero rako rasvika wagutsikana naro huya ku inbox or ku whatsapp utaure neni uswere wakutotora Mari
Based in Harare

21/07/2026

Big shout-out to my newest top fans! Mudare Wellington

17/07/2026

*Hello hello. I am back again your number one Bale dealer the best dealer. Varungu ndauya nawo zvekare mabhero enyu emhando yepamusorosoro. Hamawe walala wasara zviri kufaya kani Huya utore rako bhero hamawe. Zvamazuvano zvakudawo kaextra source of income hazvichangode kuramba makatarisira paSalary to cover your monthly Financial obligations.

Hamawe ndiri kuti Huya utore Children's mixed yako uwanewo kako kamubato kemaoko
Hazvina ndinoenda kubasa izvi
Unotengeserawo avo vaugere navo munharaunda mako
Wotoona kuti nhamo inotuta mabag ayo ichibuda mumba mako

Amai musatarisire kuti baba ndivo vachauya nemari yesalt nesugar zvimwe zvinoda muchibatsirana sweraiwo muchiitira nyaya dzenyu pabhero renyu
Wanaiwo mubato wemaoko uwanewo cheuviri
Unotoitawo your own boss

Bhero unovigirwa pamba pako pamusiwo pako
Unovhura usati wabhadhara Mari yako
We give you advice on how to sell your bales zvinopa profit inoita kuti urambe uri mubusiness
Tinokubatsira zvakare kusarudza bhero rinokupa Mari or ratingati ririkurira mumarket
Varungu don't hesitate to WhatsApp me on
+27697264279

Zvakadzora kweduπŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯
Huya utore bhero rakoπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈ

Address

Harare

Telephone

+27847392780

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mabhero/bales for sale posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share