EMMB Africa tinokudzidzisa kusvika wagona

EMMB Africa tinokudzidzisa kusvika wagona We train people how to operate earth moving machines.

28/03/2021
28/03/2021

Makadii makadii mese mese kumativi mana enyika . sekuziva kwenyu nyaya dzekudzidzisa vanhu kushandiswa kwe ma earth moving machines
EMMB ndoyakatanga basa iri mushure mekunge paitwa tsvakurudzo yakasimba kubva kunyika dzakasiyana siyana muAfrica nemhiri kwemakungwa.pakaitwa tsvakurudzo iyi pitariswa nyaya dzakaita setsaona muma mines nemuma construction. Kuti zvaimbokonzerwa neyi ,kuti vanhu vaishandisa ma machines without proper training.

26/03/2021

EMMB EMMB Africa tinokudzidzisa kusvika wagona

Send a message to learn more

02/09/2020

Address

Harare Shogrounds
Harare

Telephone

+263774449160

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when EMMB Africa tinokudzidzisa kusvika wagona posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share