06/08/2026
Most people ask kuti kunomboda marii kuenda kuTanzania ne$300 ndinonohodha here and so many questions...here is the breakdown of expenses wozocalculatawo woona kuti marii irinan pakunohodha imarii
https://whatsapp.com/channel/0029VawExzzDjiOl3DNPMj47
1. Bus $170 kuenda nekudzoka unonokwira Classic kuroadport uko direct bus to Tanzania
Flight $520-$600
2. Hotel in mostly l stay at Wanyama hotel ranges from $15 per night.. inclusive of bre akfast...lunch and supper unozvionera from $4 meal
3. Lagguage zvinosiyana nekukura kwesaga rako from $100-$200 kusvika Harare depending nekukura kwesaga
4. Prices ezvinhu ndoatino poster mugroup ndomaprice acho iwayo
5. Kune vasigagone kutakura unobatawo $10-$20 munhu anenge achikutakurira zvinhu from shops to Hotel
6. Zvinhu zvaunotenga unotenga uchinoisa muhotel room mako kusvika wapedza wapedza kune vanopacker masaga vanozokupackera vanongosiyanawo from $12-$20 depending nekuwanda kwestuff yako
7. Kune vanoshandisa road paboarder unochinjawo kana $10 yekudya muroad please munochinja paboarder nekuti mulusaka bhazi harimire...pa tunduma you change also $10 yekudya muroad
8. Bus its 3 days kuenda 3 days kudzoka
9. When planning to go to Tanzania yellow card is a must paTunduma unobuda $50 kana usina that card ...also covid card sometimes rinobvunzwa pamwe havabvunze...
Yekuhodha chicalculator ma expense ayo woona imarii ingakudzoserewo profit
Follow MIKOTO FINDERS ZIM HUSTLERS 🇿🇼🇿🇼's WhatsApp Channel. A safe channel for inteprenuers and Hustlers. Join 11K followers for the latest updates.