24/08/2026
Ladies vari k*tengesa zivai k*ti ma cost e product haagumire pa landing price chete. Ukahodha weave dzako ku China dzika lander ne $2, there are other costs you should factor in until product iyoyo izonzi yatengwa. Ma costs akafanana ne rent kana uchitengesera mushop, advertising costs etc. Zvino iwe woti zvasvika ne $2 Saka regai ndidziite $3 unogona k*tonyura usati watanga. Example wahodha dziri 100 meaning dzasvika ne $200. Wobva wati regai ndiite ma $3. Hazvireve k*ti dzikatengwa dzese uchawana $300. Profit igoita $100 aiwa.
Let's say weave dzapera ne 2 weeks. Pa $100 Yako iyoyo bvisa $20 ye transport yawashandisa 2 and from table Yako uchienda kunotengesa, $10 yawakadya chikafu, bvisa portion ye rent, maybe $25, bvisa $5 ye advertising. Watomu $60, Saka profit Yako yatoo $40. Ukasangwarira unosara usina chinhu usingambozvione k*ti ma costs anoenderera mberi kusvika product yapera.
Ndopakufira ma small staters hobho, they base mark up ye product ne landing price. At the end of the day ak*tadza kubhadhara rent.
Unoona achinzi aita mbiri shop yake inogara yakazara her small profit quick return , otohaya more staff izvo munhu Ari k*tonyura zvake. Ndopaunozoona runner achinzi akapihwa Mari yema order nevanhu kwakurova pasi, anenge anyura akuedza kukavhira. So be very careful when calculating mark up yekuisa pa product Yako.
Zvekuisa profit dzema 10 cents zvinoitwa nema company akura mu business a reacher inonzi economies of scale, kwete isu zvedu ana Mai Kyro tichiri kuhodha staff ye $200.
Another piece of advice, kana uchiri k*tanga business , wawana product iri pa demand usamhanye kushare k*ti hee Ini ndinohodha ku China mall. Unoudza nevamwe vane loads of cash lying around yek*ti vanonohodha hobho vakakudhingura ukanyura. Anobva atopihwa ne stock price yek*ti anosvika achisvikotengesa muno ne price yaunohodha nayo iwewe ku China mall ikoko. Imbo enjoyer wo price yekunge uri MONOPOLY. Don't listen kuvanhu vanoti Zimbabwe yese ungaipedza. Yes panguva yacho imboedza ku supplier Zimbabwe yese zvinoitwa nana Mr Freeze nana Coca cola. Goal re business is to make money, and Mari inouya ne large market share Yako iwewe mu business, the larger the market, the greater the profits. Mavolume maunoti hee ku pusher volume anopushika only when there are few suppliers of a product that is in demand. So yes, make it your goal to supply Zimbabwe yese, ukaipedza wopinda mu Zambia, kwete zvekungotaura k*ti hee enda pa dragon city kune wese abvunzwa k*ti zvako ukuhodhepi. Ma competitor agara anotongotaura zvima statement nek*ti vak*todawo kupinda mu business and kana apinda haambokunzwire tsitsi k*ti ndiwe wakamuudza mukoto, anotokuburitsa mu business agokudhingura, Client Yako ikauya kwaari haamborege kuitengesera nek*ti ndeyako.
NB Don't forget kuuya ku end of year event ye Loft & Main iri kuitwa musi wa 31 October 2026 timbodzidzisana about saving and improving our lives. Next year projects are going to be 🔥🔥🔥. We are scaling up land group purchase for women by women (Boys Too).
Come in your numbers. Flier in the comment section
Those who want to be part of and Main club for savings and loans follow link to join groups https://chat.whatsapp.com/ImgGmglVkb1KEpQJU0kOLL?s=cl&p=a&ilr=0
Group 2
https://chat.whatsapp.com/JmG6yGjdPh75sSr4uH39Gn?s=cl&p=a&ilr=0