22/06/2020
Nguva yakaoma
Chapter 1
Mugore. Ra 1991 Muhurungwe. Pachidzima moto
Taive ini. Prince na mukoma vangu Underson na mainini vedu tabeth tiri pamusha pa sekuru baba va mai sezvo ini na mukoma tainge taenda ku zororo re muna nyamavhuvhu ini ndaiva mu gwaro rechishanu mukoma vangu aiva mugwaro rechitanhatu hanzvadzi yedu aiva mu gwaro rechipiri mainini vaiva vakapedza havo zve fundo
Tabeth mosara pano ndavakunotsvaga huni ndimbuya vaitiudza kudaro vakabva vaenda havo,,,,,,, prince unoziva here kuti mudura mune nzungu ngatipinde titore,,,,,,,,,, aaaahhh ini andidi gogo vakati avadi kuona munhu anopindamo hanti vaenda ku huni here avadzoke mhy mhanje. Ko makii acho Rega nditarise paanoiswa apo.akabva aenda ndokuuya nawo takapinda ndokuzadza homwe dzedu tisati tabuda mbuya ndokudzoka heyyyy murikuitei imomo hehede takarowha ne hana ndokupitipidzana pamusiwo apa paiva ne wire yainge yakaitwa brick force ndakanzwa kuti grrr paruoko ndokuchekwa ne wire iya asi kana uri panguva yakaoma ahutombozvinzwa mbuya vakauya vakawana ndichiyuwira neruoko panzvimbo pekuti vandigeze vakatondibata ndokundirova zvisingaite apa mainini vainge vatiza vanoviga nzungu dziya ini ndokuti taiva na mainini asi ndakanzi varipi ndikavashaya kuti vaendepi ndokupamhiwa kurowha kunzi ndaida kunyepera umwe sezvo zororo rainge rapera takadzokera hedu harare kwataidzidza.
Watch out for part 2